"Musangano hawusi Musangano wezvigaro. Kwete! Tinosungirirwa kudzidzisa gwara reZANU PF, nekushandira vanhu vekwedu, kuti dunhu-ne-dunhu vanhu vabudirire, vagaries zvakanaka"