By Derick Tsimba
Mashonaland Central is the home of the revolutionary struggle that brought the independence of Zimbabwe, said President Emmerson Mnangagwa at a ZANU PF Provincial Star Rally held at Mashonaland Central, Centenary Country Club.
“Kana tichiuya kuno kuMashonaland Central tinenege tichiziva kuti takuinda kumusha werevolution, makorokoto kuti province yenyu ndiyo iripamusoro kana totaura nyaya dzerusununguko rwenyika ino.
Pamusoro pazvo Nyakasikana Mbuya Nehanda vakange vari kuno uku,” he said.
The President also said the people of Mashonaland Central where important.
“Saka munokosha munokosha asi hamuzvizivi kuti makakosha… nyika inovakwa nevene vayo, venen vayo ndivanaani, brick upon brick stone upon stone, tichivaka nyika yekwedu,” said President Mnangagwa.
Speaking on the issue of land reform the President said some are not happy that Zimbabwe addressed the land issue.
“Kune vamwe vasina kufara nekuti takatora ivhu redu tichitora kuvanhu vasina mabvi vakatipa zvirango, sanctions. Pavakatipa masanctions vaifunga kuti mhuri yeZimbabwe ichamukira hurumende yeZANU PF yoibvisa voisa zvimbwa sungata zvavo. Vodzoka zvakare munyika muno vomora, vachingomora isu tichingotambura vachingomora. Pasi navo hazvifi zvakaitika under ZANU PF,” said President Emmerson Mnangagwa.